(ChiShona)
Zimbabwe, Cộng hòa ichinzizve của Zimbabwe, uye yakambozivikanwa seSouth Rhodesia, Cộng hòa Rhodesia uyezve Zimbabwe Rhodesia, inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kuchamhembe kweAfrica.
Kumabvazuva kuneMozambique, kuchamhembe kune Chamhembe Châu Phi, kumadokero kune Botswana, kumawodzanyemba kuneZambia. Mutauro wevakambopamba nyika Chirungu (tiếng Anh) asi ruzhinji rwevanhu munyika iyi runotaura ChiShona. ChiShona mutauro wevanhu vakagara munzvimbo iyi kubva makarekare. Rurimi rweSindebele rwunotaurwawo zvakare muZimbabwe nevanhu veMatabele. Ava vanhu vakasvikawo munzvimbo iyi apo veChiShona vanga vatodzika midzi. VeMatabele ava vaibvawo nechekuchamhembe uko vaitiza ishe wavo Shaka Zulu uyo aida kuvatonga ivo vasingadi kutongwa naye
Zvakare kuchamhembe kwenyika iyi kune rwizi rukuru rwunonzi Limpopo, ukuwo kumawodzanyemba kunezve rumwe rwizi rukuru runonzi Zambezi. Nzizi idzi ihuru kwazvo uye dzinodira Mugungwa reInian Ocean.
Kubvira makore 1250 kabanga kuzvika 1629, nzvimbo yavekuzikanwa seZimbabwe iyi yaitongwa nemadzimambo eMutapa (Đế chế Mutapa), vachizikanwazve sekuti Mwene Mutapa Nzvimbo iyoyi yaive nemukurumbira chaizvo panyaya dzWikiama (Goridhe), iro raifambiswa nevanhu vechiArab. Zvakadaro, vechiPutukezi (Bồ Đào Nha) vakauya ndokuparadza Hurongwa ihwohwo nokukasira, zvikasiya Monomatapa iri panguva yekusaziva zvekuita. Gore ra1834 veMatabele, ava vanga vakuzviti maNdebele, vakasvikawo munzvimbo iyoyi yamadzimambo Mutapa. Vakasvika nechekuchamhemhembe kwakadziva kumadokero (Tây Nam) kwenzvimbo yamadzimambo Mutapa. Tambo taura pamusoro kuti vanhu ava vakange vari kutiza kubva kunamambo wavowo Shaka ainge arikudya marasha chamhembe ikoko. VechiNdebele ava vaitungamirwawo namambo wavo lobengula. Nzvimbo yavakagara iyi yaizozikanwa seMatabeleland munguva yaizotevera kusanginisira zvino uno.
Nyika yeZimbabwe yakawana kuzvitonga Mugore ra1980, apo bato reZanu-PF raRobert Gabriel Mugabe rakavhoterwa neruzhinji rwevanhu. Mureza weBritain wakadzikiswa musi wa18 tháng 4 năm 1980, mureza weZimbabwe ukasimudzwa. VaMugabe vakatonga nyika iyi kwemakore anopotsa makumi mana. Nấm mekudaro, mutevedzeri wavo Emmerson Mnangagwa akatora chinzvimbo chazvo embedure mekunge và Mugabe vamanikidzwa kuti vasiye basa. Emmerson Mnangagwa uyu haana kuzvitorera chigaro ega, akabatsirwa nemauto uyezve aiva nerubatsiro rwebato raitonga rinova Zanu Pf. Iri ndiro bato richirikutonga munyika ye Zimbabwe zuva ranhasi. Emmeson Mnangagwa akatpinda pachigaro Mugore ra 2017 mumwedzi wa Mbudzi, netarisiro yekuti gore raitevera paitwe sarudzo yekutsvaga mutungamiri wenyika anodiwa nevanhu. Ruzhinji rwakamusarudza zvakare asi pakaita mutauro nemutungamiriri webato rinopikisa MDC rinotungamirirwa na và Nelson Chamisa. Myaya iyi yakanetsa ikatozoenda kudare redzimhosva rinoona nenyaya dzebumbiro remitemo. Nyaya ya Va Chamisa yekupikisa zvakabuda musarudzo yakaonekwa nedare isina humbowo, dám rikati Emmeson Mnangawa ndiye akasarudzwa neruzhinji.
(Anh)
Sau Hiệp định Ngôi nhà Lancaster năm 1979, đã có sự chuyển đổi sang quy tắc đa số được quốc tế công nhận vào năm 1980; Vương quốc Anh đã trao quyền độc lập cho Zimbabwe vào ngày 18 tháng 4 năm đó. Trong những năm 2000, nền kinh tế của Zimbabwe bắt đầu xấu đi do nhiều yếu tố khác nhau, bao gồm cả quản lý sai lầm và tham nhũng, áp dụng các biện pháp trừng phạt, như trong số các đạo luật khác về Đạo luật phục hồi kinh tế và dân chủ của Zimbabwe năm 2001, sau khi chuyển từ người mua, người bán sang đất theo dõi nhanh cải cách. Sự bất ổn về kinh tế khiến một số thành viên của Quân đội Zimbabwe, quân đội đã cố gắng lật đổ chính phủ trong một cuộc đảo chính vào năm 2007. Trước khi được công nhận độc lập là Zimbabwe năm 1980, quốc gia này đã được biết đến với một số tên: Rhodesia, Nam Rhodesia và Rhodesia của Zimbabwe.